Isaya 46:13 BDMCS

13 Ndiri kuswededza pedyo kururama kwangu, hakusi kure; uye ruponeso rwangu haruzononotswi. Ndichapa ruponeso kuZioni, nokubwinya kwangu kuna Israeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 46

Maonero Isaya 46:13 akapoteredza