Isaya 46:6 BDMCS

6 Vamwe vanodurura goridhe kubva muhomwe dzavo, uye vanoyera sirivha pazviyero; vanotsvaka mupfuri kuti avaitire chimwari, vagopfugama kuti vachinamate.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 46

Maonero Isaya 46:6 akapoteredza