Isaya 47:6 BDMCS

6 Ndakatsamwira vanhu vangu ndikasvibisa nhaka yangu; ndakavapa muruoko rwako, iwe ukasavanzwira ngoni. Kunyange vakakwegura wakavatakudza joko rinorema kwazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 47

Maonero Isaya 47:6 akapoteredza