Isaya 47:8 BDMCS

8 “Naizvozvo zvino, chinzwa, iwe chisikwa chisingagutsikani, ugere zvakachengetedzeka, uchiti, mumwoyo mako, ‘Ndini, hakuna mumwe kunze kwangu. Handizovi chirikadzi, uye handizotambudziki nokurasikirwa navana.’

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 47

Maonero Isaya 47:8 akapoteredza