Isaya 48:13 BDMCS

13 Ruoko rwangu ndirwo rwakateya nheyo dzenyika, uye ruoko rwangu rworudyi rwakatambanudza matenga; pandinozvidana, zvose zvinomira pamwe chete.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 48

Maonero Isaya 48:13 akapoteredza