16 “Swederai kwandiri muteerere izvi:“Kubvira pachiziviso chokutanga handina kumbotaura muchivande; panguva yazvinoitika, ndinenge ndiripo.”Uye zvino Ishe Jehovha andituma, noMweya wake.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 48
Maonero Isaya 48:16 akapoteredza