Isaya 48:18 BDMCS

18 Dai chete wakanga wateerera mirayiro yangu, rugare rwako rungadai rwakaita sorwizi, kururama kwako samafungu egungwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 48

Maonero Isaya 48:18 akapoteredza