Isaya 48:21 BDMCS

21 Havana kunzwa nyota paakavatungamirira mugwenga; akaita kuti mvura iyerere ichibva mudombo, achiitira ivo; akatsemura dombo mvura ikatubuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 48

Maonero Isaya 48:21 akapoteredza