Isaya 48:8 BDMCS

8 Hauna kumbonzwa kana kunzwisisa; kubva kare nzeve yako yakanga isina kudziurwa. Ndinoziva kwazvo kuti uri munyengeri akadii; wakanzi mhandu kubva pakuzvarwa kwako.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 48

Maonero Isaya 48:8 akapoteredza