Isaya 49:12 BDMCS

12 Tarirai vachauya vachibva kure: vamwe vachibva nechokumusoro, vamwe nechokumavirazuva, vamwe nokurutivi rweAsiwani.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:12 akapoteredza