18 Simudza meso ako utarise kwose kwose; vanakomana vako vose vanoungana vachiuya kwauri.” Zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Jehovha,“uchavafuka vose sezvishongo: uchavapfeka, somwenga.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49
Maonero Isaya 49:18 akapoteredza