Isaya 5:19 BDMCS

19 kuna vanoti, “Mwari ngaakurumidze, ngaachimbidzike nebasa rake kuti tirione. Ngarisvike, urongwa hwoMutsvene waIsraeri ngahuuye, kuti tihuzive.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 5

Maonero Isaya 5:19 akapoteredza