Isaya 5:4 BDMCS

4 Chiiko chimwezve chaifanira kuitirwa munda wangu wemizambiringa chandisina kuuitira? Pandakatsvaka mazambiringa akanaka, wakagoberekerei akaipa oga?

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 5

Maonero Isaya 5:4 akapoteredza