Isaya 5:6 BDMCS

6 Ndichauita nzvimbo yamarara, hauzochekererwi kana kusakurirwa, uye minzwa norukato zvichakuramo. Ndicharayira makore kuti arege kunayisa mvura pamusoro pawo.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 5

Maonero Isaya 5:6 akapoteredza