Isaya 50:4 BDMCS

4 Ishe Jehovha akandipa rurimi rwakadzidziswa, kuziva shoko rinosimbisa vakarukutika. Anondimutsa mangwanani namangwanani, anomutsa nzeve yangu kuti iteerere somunhu anodzidziswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 50

Maonero Isaya 50:4 akapoteredza