Isaya 50:6 BDMCS

6 Ndakapa musana wangu kuna avo vaindirova, namatama angu kuna avo vakadzura ndebvu dzangu; Handina kuvanza chiso changu pakusekwa nokupfirwa mate.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 50

Maonero Isaya 50:6 akapoteredza