Isaya 51:13 BDMCS

13 kuti ukanganwe Jehovha Muiti wako, akatatamura matenga, akateya nheyo dzenyika, kuti ugare uchitya mazuva ose nokuda kwehasha dzomumanikidzi, uyo akarerekera kukuparadza? Ko, hasha dzomumanikidzi dziripi?

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:13 akapoteredza