Isaya 51:16 BDMCS

16 Ndakaisa mashoko angu mumuromo mako, ndikakufukidza nomumvuri woruoko rwangu, iye ni ndakagadzika matenga panzvimbo yawo, iyeni ndakateya nheyo dzenyika, uye ndinoti kuZioni, ‘Muri vanhu vangu.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:16 akapoteredza