Isaya 51:20 BDMCS

20 Vanakomana vako vaziya; vanovata panotangira migwagwa, kufanana nemhara yabatwa mumumbure. Vakazadzwa nehasha dzaJehovha nokutuka kwaMwari wako.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:20 akapoteredza