Isaya 51:8 BDMCS

8 Nokuti chipfuno chichavadya senguo; honye ichavadya sewuru. Asi kururama kwangu kuchagara nokusingaperi, ruponeso rwangu kumarudzi namarudzi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 51

Maonero Isaya 51:8 akapoteredza