Isaya 52:7 BDMCS

7 Dzakanaka sei pamusoro pamakomo tsoka dzavanouya namashoko akanaka, vanoparidza rugare, vanouya namashoko akanaka, vanoparidza ruponeso, vanoti kuZioni, “Mwari wako anotonga!”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 52

Maonero Isaya 52:7 akapoteredza