Isaya 53:11 BDMCS

11 Shure kwokutambudzika kwomweya wake, achaona chiedza choupenyu uye achagutsikana; nokuziva kwake, muranda wangu akarurama acharuramisira vazhinji, uye achatakura kuipa kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 53

Maonero Isaya 53:11 akapoteredza