5 Asi akabayiwa nokuda kwokudarika kwedu, akakuvadzwa nokuda kwezvakaipa zvedu; kurohwa kwakativigira rugare kwaiva pamusoro pake, uye namavanga ake takaporeswa.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 53
Maonero Isaya 53:5 akapoteredza