Isaya 54:1 BDMCS

1 “Imba, iwe mukadzi asina mwana, pururudza uimbe rwiyo, pembera nomufaro, iwe usina kumborwadziwa; nokuti vana vomukadzi akasiyiwa ari oga vazhinji kupfuura veane murume,”ndizvo zvinotaura Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 54

Maonero Isaya 54:1 akapoteredza