Isaya 56:11 BDMCS

11 Imbwa dzinokara zvikuru; dzisingamboguti. Vafudzi vanoshayiwa kunzwisisa: vose vanotsaukira kunzira yavo pachavo, mumwe nomumwe anotsvaka zvinomupfumisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 56

Maonero Isaya 56:11 akapoteredza