Isaya 56:2 BDMCS

2 Akaropafadzwa munhu anoita izvi, munhu anozvibatisisa, anochengeta Sabata asingarisvibisi, uye anodzivisa ruoko rwake kuita chinhu chakaipa.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 56

Maonero Isaya 56:2 akapoteredza