Isaya 57:1 BDMCS

1 Vakarurama vanoparara, uye hakuna anofunga izvi mumwoyo make; vanhu vanoda Mwari vanobviswa, uye hakuna anonzwisisa kuti vakarurama vanobviswa kuti vanunurwe kubva pane zvakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 57

Maonero Isaya 57:1 akapoteredza