Isaya 58:1 BDMCS

1 “Danidzira nesimba, usanyarara. Simudza inzwi rako sehwamanda. Paridzira vanhu vangu kupanduka kwavo, neimba yaJakobho zvivi zvavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 58

Maonero Isaya 58:1 akapoteredza