Isaya 58:14 BDMCS

14 ipapo uchawana mufaro wako muna Jehovha, uye ndichakuita kuti ukwire pakakwirira penyika, uye ndichakugutsa nenhaka yababa vako Jakobho.”Muromo waJehovha wazvitaura.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 58

Maonero Isaya 58:14 akapoteredza