Isaya 58:4 BDMCS

4 Kutsanya kwenyu kunogumisira mukukakavadzana nemhirizhonga, uye kurovana netsiva dzakaipisisa. Hamungatsanyi sezvamunoita mazuva ano, mugotarisira kuti inzwi renyu richanzwika kumusoro.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 58

Maonero Isaya 58:4 akapoteredza