Isaya 59:14 BDMCS

14 Naizvozvo kururamisirwa kwadzorerwa shure, uye kururama kwamira kure; chokwadi chakagumburwa munzira dzomumusha, kutendeka hakuchagoni kupinda.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 59

Maonero Isaya 59:14 akapoteredza