Isaya 59:16 BDMCS

16 Akaona kuti pakanga pasina munhu, akashamiswa kuti pakanga pasina munhu aipindira; naizvozvo ruoko rwake rwakamuvigira ruponeso, uye kururama kwake kwakamuraramisa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 59

Maonero Isaya 59:16 akapoteredza