Isaya 59:19 BDMCS

19 Kubva kumavirira, vanhu vachatya Jehovha, uye kubva pakubuda kwezuva, vachakudza kubwinya kwake. Nokuti achauya sokudira kworwizi runosundwa nokufema kwaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 59

Maonero Isaya 59:19 akapoteredza