Isaya 6:11 BDMCS

11 Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe, kusvikira riniko?” iye akapindura achiti,“Kusvikira maguta ava matongo uye pasisina anogaramo, kusvikira dzimba dzasiyiwa dzisina vanhu, neminda yaparadzwa zvachose,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 6

Maonero Isaya 6:11 akapoteredza