Isaya 6:8 BDMCS

8 Ipapo ndakanzwa inzwi raJehovha richiti, “Ndiani wandichatuma? Uye ndiani achatiendera?”Ini ndakati, “Ndiri pano! Nditumei!”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 6

Maonero Isaya 6:8 akapoteredza