Isaya 60:10 BDMCS

10 “Vatorwa vachavakazve masvingo ako, uye madzimambo avo achakushandira. Kunyange ndakakurova mukutsamwa kwangu, munyasha dzangu ndichakunzwira tsitsi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 60

Maonero Isaya 60:10 akapoteredza