Isaya 60:16 BDMCS

16 Uchanwa mukaka wendudzi uye ucharerwa pamazamu oumambo. Ipapo uchaziva kuti ini, iyeni Jehovha. ndini Muponesi wako, Mudzikinuri wako, Wamasimba Ose waJakobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 60

Maonero Isaya 60:16 akapoteredza