Isaya 62:4 BDMCS

4 Havachazokutizve Musiyiwa, kana kutumidza nyika yako kuti Dongo. Asi uchatumidzwa kuti Hefizibha uye nyika yako ichanzi Bhiyura; nokuti Jehovha achakufarira, uye nyika yako icharoorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 62

Maonero Isaya 62:4 akapoteredza