Isaya 63:10 BDMCS

10 Asi vakamumukira vakachemedza Mweya wake Mutsvene. Saka akadzoka akava muvengi wavo, uye iye amene akarwa navo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 63

Maonero Isaya 63:10 akapoteredza