Isaya 63:16 BDMCS

16 Asi muri Baba vedu, kunyange Abhurahama asingatizivi kana naIsraeri asingatiziviwo; imi, Jehovha, ndimi Baba vedu, Mudzikinuri wedu kubva kare ndiro zita renyu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 63

Maonero Isaya 63:16 akapoteredza