Isaya 63:7 BDMCS

7 Ndichataura nezvounyoro hwaJehovha, iwo mabasa aanofanira kukudzwa nawo, nokuda kwezvose zvatakaitirwa naJehovha, hongu, izvo zvinhu zvizhinji zvaakaitira imba yaIsraeri, nokuda kwetsitsi dzake uye nengoni dzake zhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 63

Maonero Isaya 63:7 akapoteredza