Isaya 65:17 BDMCS

17 “Tarirai, ndichasika matenga matsva nenyika itsva. Zvinhu zvakare hazvichazorangarirwi, kana kuuya mundangariro.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 65

Maonero Isaya 65:17 akapoteredza