23 Havachazobatiri pasina kana kubereka vana vanoparadzwa; nokuti vachava vanhu vakaropafadzwa naJehovha, ivo nezvizvarwa zvavo.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 65
Maonero Isaya 65:23 akapoteredza