Isaya 66:2 BDMCS

2 Haruzi ruoko rwangu rwakaita izvozvi zvose here, nokudaro zvikavapo?”ndizvo zvinotaura Jehovha.“Munhu akadai ndiye wandichakudza: iye anozvininipisa uye ane mweya wakapwanyika, uye anodedera paanonzwa shoko rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 66

Maonero Isaya 66:2 akapoteredza