Isaya 7:17 BDMCS

17 Jehovha achauyisa pamusoro pako napamusoro pavanhu vako napamusoro peimba yababa vako nguva isina kumbovapo kubva nguva iya yaakazvipatsanura kubva kuna Judha, achauyisa mambo weAsiria.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 7

Maonero Isaya 7:17 akapoteredza