Isaya 7:22 BDMCS

22 Uye nokuda kwokuwanda kwomukaka wadzinopa, achadya ruomba. Vose vachasara munyika vachadya ruomba nouchi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 7

Maonero Isaya 7:22 akapoteredza