Isaya 7:25 BDMCS

25 Kana ari makomo ose aichimbosakurirwa nebadza, hakuna achada kuendako nokuda kwokutya rukato neminzwa; dzichava nzvimbo dzokusundira mombe nokunomhanyirwa namakwai.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 7

Maonero Isaya 7:25 akapoteredza