Isaya 9:2 BDMCS

2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru; avo vaigara munyika yomumvuri worufu, chiedza chakavavhenekera.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 9

Maonero Isaya 9:2 akapoteredza