Isaya 9:6 BDMCS

6 Nokuti takazvarirwa mwana, takapiwa mwanakomana, uye umambo huchava pamapfudzi ake. Uye achanzi Gota Rinoshamisa, Mwari Ane Simba, Baba Vokusingaperi, Muchinda woRugare.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 9

Maonero Isaya 9:6 akapoteredza