Jeremia 1:3 BDMCS

3 uye nomunguva yokutonga kwaJehoyakimi mwanakomana waJosia mambo weJudha, kusvikira pamwedzi wechishanu wegore regumi nerimwe raZedhekia mwanakomana waJosia mambo weJudha, vanhu veJerusarema pavakazoenda kuutapwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Jeremia 1

Maonero Jeremia 1:3 akapoteredza